file_name audioduration (s) 6.27 31.2 | transcription stringlengths 71 514 |
|---|---|
Totenda Mwari chose nemukana uno zvakare watapiwa naMwari mukana wekuramba tichidzidza pfungwa yaMwari amen. Nyaya yedu remember takatanga tichiti tirikuda kudzidza zviri Mwari uye zvakare tirikuda kudzidza zvatiri munaMwari amen. Tikatsanangura paitsanangurwa mubhuku ra Colossians chapter 1 verse 13 inoti takabviswa m... | |
Chekutanga haazivi chii hake? Kana munhu asingazivi Mwari naiyewo haazvizivi. Zvabatika? Saka munhu arikunzi arimurima kana ari mudarkness kana ari muignorance number 1 the person does not know God secondly the person does not even know himself. Amen.Iye pachake haatozvizive nekuti munhu anongotsanangurwa naMwari chet... | |
amen Kana wavamuchiedza unotanga nekuziva zviri Mwari nekuziva zvauri munaMwari. Zvabatika izvozvo. Saka munhu iyeye anenge arikunzi avamuchiedza arikunzi uyuyu haachina ignorance avakuziva zviri Mwari uye avakuziva zvaari. Ndoyaiva subject yatakatanga nayo. Tichinodiscover zvatava nazvo matiri kuti ava matiri ndiKris... | |
Tikadiscover hupenyu husingaperi huri matiri zvakare. Tikanodiscover exousia authority to rule. Remember bhaibheri rinoti "You are now kings and priests in the kingdom of God". Now its saying kings haina kuti kings and queens. Rangoti chii? kings. Whether you are a woman or you a man you are all men you are kings ame... | |
and priests in the kingdom of God. Zvabatika?Tell your neighbour all of us all of us we are now we are now kings kings and priests and priests in the kingdom of God. Now hazvigoni kuti unzi mambo usina authority amen. Hazvibviri kuti unzi mambo usina chii? authority. What makes you a king is the authority that you have... | |
Remember a king rules with words. Mambo anotonga achishandisa mazwi. , | |
Zvirikubatika? KuOld Testament vaizivikanwa kuti hondo dzavo vanodzirwa nemapfumo kana nemabakatwa amen. Asi ku New Testament hondo dzedu todzishandisa totaura nemuromo tokunda nemuromo. Tine mazwi atinotaura nekuti takapiwa authority tell your neighbour you have authority. Tell your neigbour you have exousia amen. | |
Exousia zvichireva izvo authority kana kuti rule kana kuti zvakare power of making a choice. Kureva kuti a king can make decisions. Tell your neighbour I can make decisions and defend my decision. So now in Christ you now have authority you have now power to decide. You have power to decide. That`s why God Mwari havak... | |
Vanoda kuti kana iwe vakusarudza iwe wovasarudzawo. Mwari vanoda a relationship. A two-way whereby he loves you and you love him back that`s what he wants. God does not operate with manipulation. Mwari havambunyikidze munhu. Ndirikunzwika? That`s why the relationship has to be sweet. The relationship between you and G... | |
All ma marriage atinoona panyika mamwe akawanda haaaaa angovawo zvimwewo haasi mamarriage. Zvabatika zvakanaka? Because marriage has to be a union of two people that are in love. A people that are hapana pasina arikumanikidzira mumwe. Ega achiti ndokuda uyo achiti ndokuda. Iri a free will haatenderwi kumanikidzwa. Ari ... | |
Amen. That freedom you are already given by God. And God says "Let your answer when you answer someone say yes or no anything more zvatobva from the evil one." Saka your answer should be yes or no. You have every right to say no you have every right to say yes. Amen. No one should manipulate you. Thats the authority yo... | |
Say with me I am king now I am a king now. Now listen to me. The bible then says God stands with the words of his messengers. If I know kana ndichiziva kuti Mwari vanomira nemashoko andinotaura. I have to be able to speak I have to be able to make decisions amen. Kubva nhasi ukawona uchiitiswa uchiitiswa kubva nhasi z... | |
Because already when you believe Jesus John chapter 1 verse 12[5:27] "To all those who received Him he gave them the right to become children of God" power exousia to become authority rulership its in you already. Izvi wakatopiwa naMwari. Listen hausikunamata kuti wopinda muprayer woti Mwari ndipeiwo authority its igno... | |
Saka tikakunzwa uchinamata urimugomo uchiti ndauyawo mugomo muno kuzotsvaga authority. You are actually confused. Thats why a lot of people go into the mountains thirty days and thirty nights they come back with another spirit which is not of God. Because when you receive Jesus you already have authority you have alrea... | |
Ndodawo ndodawo ka ma mamwe ma king ambotaurawo. Zvabatika? Ngatitauraiwo se ma king ndizvo? Pamwe iwe hausi kutenda kuti uri mambo unoziva somehow mind yako inenge yokuudza nhamo dzako dzirikumba nhai? Mind yako yotokuudza pamwe kaku you know takakura dzimwe nguva tisingagamuchirike amen. Takakura dzimwe nguva nesuwo... | |
Kuzvitarisira pasi its listen to me une.. we will talk about it. Unotenderwa kuva panyika panapa unotenderwa pano you have a right to be here. Tell your neighbour I have a right to be here I have a right to be here Tell your neighbour I have a right to be here on earth I have a right to be here on earth. Zvabatika izvo... | |
Ane nzvimbo dzakawanda dzaasingasvike. You know pano kubvunza kuti kune ano kune anogona kunge aripano haana kumbopinda ma Edgars ipo panapa. Kupinda ma edgars. Kwaakagumira kuchitima ipo panapa. You wonder kuti ndo munhu arikuuya kuno zvekuti mharidzo yaanga achifanira kuitwa ndeyekutorwa kana tanga tinemota kuenda na... | |
Ipo pano kune umwe asina you know I always say this mutaundi muya pane pachicken inn pane pachevron pane nzvimbo dzakanaka dzekuti mumwe munhu haasvikipo. Zvekuti nzvimbo yaanofarira so chimbuzi chepakanzuru chiya ndochaanofarira chiya. Chimbuzi chepakanzuru ndicho chaanofarira. Ndiyo place yake. Anonzwa kuti ndikasvik... | |
To know that we are now children of the most high God. Hallelujah. Zvabatika izvozvo? Alright ndati zvakare say I have a right to be here on earth I have a right to be here on earth. Zvabatika? Do you know what one thing that I have observed again. There are people vekuti kana uchitaura zvakanaka sezvizvi zvakataurwa n... | |
Imi mogona kufunga kuti haaa vakapusa vanhu ava zvabatika? Havana kupusa vakapusira zvakanaka vakangwarira zvakapusa. Tichikura kwainzi kungwarira paduri sechii? sehuku. Anongwarira ndaiva nemupfana wangu panapa zvimwe zvese akapusa zvakanaka zvose izvi akapusa. But kune zvaakangwarira zvekuti ikoko ikoko area iyoyo ah... | |
Ivava varikuti tirikuti taurayi anenge achiti "we have authority we have authority" inhubu idzodzo inhubu. Kune kwadzakadii hadzokwadzakangwarira. Ukamuwana ari paakangwarira pasina kana maturo ndokwaari amen. But God is taking you from where you were to where He wants you to be. You are a child of God now. Say with me... | |
I am a child of God now. Say with me and no one can change that and no one can change that because I believe because I believe with all my heart with all my heart that Jesus Christ that Jesus Christ is the Son of God is the Son of God. Tipe chipo chekuombera kunaKristu. You would understand tichienda mberi there is no ... | |
kana une paunonyora wonyora pasi zvabatika amen. There is no one as powerful on this earth as a child of God. I will repeat. There is no one as powerful on this earth as a child of God. Not even the president not even the president not even the soldier. | |
not even a businessman. A powerful person on this earth is a child of God especially who knows who he is amen. So number 1 you have authority you are a king amen we spoke about that. Number 2 we spoke about Acts Chapter 1 where it says "Then you shall have power when the Holy Spirit has come upon you | |
and you shall be witnesses in Jerusalem Samaria and Judea and the uttermost of the whole earth". The word "power" there is dunamis. Dunamis simply means miracle working power amen. All these two powers that I have mantioned number 1 exousia which is aah authority and dunamis which is the miracle working power. All this... | |
You don`t have to go to the mountain to look for it having received Jesus you already have. Jesu haana kupinda mauri akasiya izvi kunze. Ndanzwika? We have people who are climbing mountains day and night what they can come out of the mountains with are demons. I have prayed for a lot of people who stay in mountains whe... | |
Achikudubuka vachikudubuka. Manga muchitsvakei 30 days mugomo? manga muchitsvakei?. Mweya waJerobhoami mweya wekumakomo. Ndiye asiira Israeri avavakira zvimwari mumakomo vanhu vakatanga kuenda mumakomo. Chinonzi chivi cha Jerobhoami verenga bhaibheri rako. Andibata ngaati amen. Now God comes and says you are the light ... | |
set on a hilltop. Andibata ngaati amen. When people are supposed to be going to the mountains they are supposed to becoming to you you are actually the mountain of God. Andibata ngaati amen. The bible then says "You are the temple of God" iwewe. When people are looking for the temple of God they must come to you you ar... | |
I am the temple of God. Tell your neighbour I am the temple of God I am the temple of God. So you are the temple of God because God resides in you Christ is in you exousia is in you. Andibata ngaati amen hallelujah. Zvabatika izvozvo? Ndoinonzi freedom. Its when you know who you are and what you have. Freedom is when y... | |
Amen amen. Wavakuvaudza kuti ndavakutsvaka pangu pekugara. Wakamboona pane akambokura makuriro andakaitawo ekuti musi waunoshanda uchih`ora mari yako unonzwa kamwe ka freedom so. Pane akambonzwawo. Kamwe kakusununguka so kuti ndava nemari yangu muhomwe andibata ngaati amen kamwe ka freedom kekuti ndavakugona kuenda mus... | |
amen. Ndorangarira musi wandakatanga kugara pa 10 601 Nkulumane Bulawayo ndega I felt some freedom. Because I could buy matemba angu tinned beef yangu hee. Ndaiputsa chi tinned beef chose ndorova chose chakadaro amen. Haaaaa VaChifamba hazvisizvo here munhu waMwari. Haaa uchinatsohwa kuti kana. Chose uchinatsorova amen... | |
Wonyatsodya heeeee. Unonzwa kamwe ka freedom because kwatatiri kwataigara taigara namai kana nanambuya nanani zvabatika? Uchiita zvekupiwa mbichana zvekuti unongonzwa kuti eeeh manga mune beef. Haaa. Hee yanga irimo amen. Zvabatika? But now you discover now that you a child of God you now have wavane. Hauna kumboenda k... | |
but now when you receive Jesus you now know I have power. Say with me "I have power" say "I have power" I have power say "I have power" I have power ameni amen. This is what you have now. The difference between vamurikuti vari kushandiswa nesimba raMwari sitereki the difference between you and them it is because them t... | |
When I am praying for you I am not bringing healing to a child of God. Watingati anamatirwa akapora muhedheni. But mwana waMwari when you are sick ndikakubata kudai I am simply activating the healing that is already in you. It is not my hand that or my power that is going to heal you. It is already because 1 Timothy ch... | |
Tichaporeswa here kana kuti takaporeswa takaporeswa. Zvirikubatika? Guma aripadhuze newe umubvunze kuti wazvinzwa here kana kuti wakutwa nezvizvi. Heeeee. Kwahi nemavanga ake takadii takaporeswa. Ndichitaura kudai muviri wacho kana wanga uchirwara unofanira kutongoporawo zvawo amen. When I am simply reminding you what ... | |
Hallelujah. So knowing what you have.As we proceeded takazoenda mberi tavakudzidza kuti right tauya kuno kwaMwari we happen to be different in our operations. What makes us different? Tikadiscover kune chinonzi anonzi magifts kana kuti charisma. Magifts mafunctions. Mumwe nemumwe achifunctioner hakuna asina gift pano. ... | |
everyone. Tell your neighbour I am gifted I am gifted tell him I am gifted I am gifted. Everyone of us is gifted amen. Une zvaunogona kudarika vamwe interms of gifting. But that gift is not for you to sell amen. That gift is not for you to benefit it is for me to benefit amen. I benefit from your gift you benefit from ... | |
amen Zvabatika izvozvo? amen. Tichaverenga verse yacho. For example imba ino muchiwona yakadai ine vanhu vakauya vakawanda vachizoita zvavaiita ndizvoka? Kune vakavaka mudhuri ndizvoka? Ndobva vatoendawo zvavo. Ndobva pauya vakaisa izvi zvirimudenga izvi ndokubva vaendawo futi chii zvavo. Zvabatika? Ndobva pauya vakais... | |
So we have different hands because of different gifts amen but all those gifts brought about a house amen amen amen. So a house is not built by a gift is built by gifts amen. Do you get that. A body of Christ the church of God is not built by a gift is built by giftsyes amen. Are you getting what I am saying. Saka you ... | |
Umwe akauya akaita zvaakaita akapiwa mari yake akaenda. Umwe akapiwa akaita akapiwa mari yake akaenda. Zvabatika? Akagonawo akakonewa akadii asi pakauya vakasiyana but vose vachivaka chonzi chii hacho imba. Nhasi tiri mumba makavakwa ne different kind of people with different kind of gifts amen. That takes us to Romans... | |
amen. I have a gift. Iti ndine chipo chiri mandiri ndine chipo chiri mandiri. Alright chekutanga iwe uri chipo ka handi unoziva kuti uri chipo chaMwari chakabva kunaMwari. Mwana chipo chinobva kunani. Zvabatika? Iwe uri chipo chakabva kunaMwari uye une zvipo but nhasi tirikuti. Iti ndine chipo chiri mukati mangu ndine ... | |
varikubvuma kuti ndine nyasha dzandakapiwa amen. Ndoda kuti ubude muno uchitendawo kuti une nyasha dzawakadii hako dzandakapiwa. Let`s go let`s go. Nenyasha dzandakapiwa yes ndinoudza mumwe nemumwe aripakati penyu. Ndinoudza mumwe nemumwe aripakati penyu mumwe nemumwe ehe. Kuti arege kuzvifunga yes kuti mukuru kupfuuur... | |
Mumwe nemumwe nechiero chekudii hake? chekutenda. Mumwe nemumwe nechiero chekudii? chekutenda. Kureva kuti mumwe nemumwe pakati pedu ane a measure of faith. Mumwe nemumwe pakati pedu amen let`s go. Sezvaakagoverwa naMwari. Sezvaakagoverwa akakupa kutenda ikoko ndiani? NdiMwari ndimufundisi? ndiani? ndiMwari. Let`s go. ... | |
Kwahi tiri muviri chii tinechii? Mitezo mizhinji. Tine mitezo mizhinji pamuviri mupi. Asi mitezo yose haina basa rimwechete asi mitezo yose haina basa chii? rimwechete let`s go. Saizvozvo isu tiri vazhinji yes tiri muviri mumwechete munaChristu. Isu takawanda kudai tiri muviri mumwe chete munaKristu asi kudini. Mumwe n... | |
But zvozonzi arimutezo mumwe nemumwe wavamwe. Kureva kuti iwe uri mutezo unofanira kunge uchibenefita vamwe amen. Hallelujah amen. Sezvingaita muviri ndakapa example iyi ndakamira pano nditariseiwo hama dzangu nditariseiwo. Body inoyi irikunzi ndo irikufananidzwa se kereke yonzi tine mitezo yakasiyana. Sezvandakamira p... | |
amen. Amen. But maziso aona phone ndokubva ndafunga kunotora phone ndobva ndatanga kufamba nechii hangu nemakumbo Zvirikubatika. But ndasvika pane phone maziso akunatso kuwona kuti phone ndeiyi haaa but gumbo harigoni kutora chii phone chinotora phone chii hacho? ruoko zvirikubatika. Kana ndichida kutofona ndavakutobay... | |
Murikuwona here kuti muviri uyu zvawakaita every part is working. Ndozvakaita muviri waChristu inonzi Church yaJesu yes. Muviri uyu urikunzi iwewe neni ini ndirimutezo iwe uriwo mutezo. But mitezo zvayakaita izvi kwanzi uyo weumwe neumwe kureva kuti mitezo inobatsirana kuti body ito functiona. But muchawona kuti pamuvi... | |
amen. But kune mamwe maparts ausingawone ekuti iwayo akarega kushanda body inofa yaah. Kidney hauiwone yes haaa chiropa hauchiwone ndizvo? amen. Asi unoziva here kuti kidney ikarega kushanda tinokuviga. Kureva kuti chinovhiringa church kana body yaChristu inhau yekuti paita kidney isiri kushanda amen. Paita mumwe wedu... | |
Nekuti pakaita part pabody isiri kushanda muviri wose unonzi wava cancerous wato affectwa amen amen. Saka nhau yedu huru irikunoda kuti discovhe kuti number 1 everyone of us hakuna anongoenda kunaMwari. Mwari vanoti hakuna anouya kwandiri ndisina kumusarudza. Iwe ugere pano wakasarudzwa naMwari remember takatouya kugom... | |
where angels are busy andibata ngaati amen. Its a place where there is no idleness. I said this ndati mastatement ande ndichikanda aya unofanira kumanyora pasi. I said this its an evil error kuzvarwa panyika pano ugosazvibvunza mubvunzo kuti ndakavingei it`s a very evil error. I will repeat. Its an evil error kuuya pa... | |
mateacher aitoti aitoti "What you want to be when you grow up". They are they are provoking something within us and we say "I want to be a doctor I want to be a teacher I want to be so and so" because you have be something on earth. Pane zvaunofanira kuva panyika amen. Zvimwechete neku Kingdom kwaMwari wauya haungouye ... | |
Ndakatsanangura pano ndikati vanhu ndaitsanangura pamusoro pekuti "Stop talking discover your gift and start functioning". Kune group rekutaurisa ukawona usina kudiscover chipo chako unoenda mu category yevano taurisa vanonyeya vanoita zvinhu. haaa. Vanenge varibusy vachitonyeya vanoita ende unogona kutenga kugona kuma... | |
But iwe wacho usina zvauri kudii futi zvauri kuita urikuwona danger yacho. Unotanga kuva CNN ndiwe unenge uchi evaluata uchi assessa pasina anokubhadhara zvako. Amen. Yet you were supposed to discover your gift. After discovering your gift you then function amen. | |
Saka muviri pedzisai verse munhu waMwari. Tinezvipo zvakasiyana tinezvipo zvakasiyana patakapiwa nyasha napo. Hama dzangu nditeerere zvakanaka zvanzi tine zvipo zvakadii hedu? zvakasiyana. Patakapiwa nyasha nani? napo. Kureva kuti zvine nyasha dzacho. Say with me There is grace upon me "There is grace upon me" accordin... | |
Tipe chipo chekuombera kunaKristu. Saka you discover this kuti iwewe ndozvataurwa naMwari kuti une chipo pamusoro pako unenyasha pamusoro pako amen. Zvabatika izvozvo? Tipe chipo chekuombera kunaKristu. | |
Hallelujah amen. Pedzisai kuverenga maverse munhu waMwari. Kana kuri kuporofita yes. Ngatiporofite zvakaenzana nekutenda kwedu yes. Kana kuri kushumira yes ngazviwonekwe pakushumira kwedu yes kana kuri kudzidzisa yes pakudzidzisa kwedu yes. Kana kuri kuraira yes pakuraira kwedu yes. Unopa ngaape nemoyo wose yes urimuku... | |
Mhanyai kuna 1 Corinthians chapter number 12 munhu waMwari 1 Corinthians chapter number 12. Toda kuti ubude muno uchidenheka kuti iwewe uzive chipo chiri pamusoro pako inova iyo reason you are in the kingdom of God to also function amen."amen". Let`s go. Verse 1 yes. Zvino kana zviri zvipo zvemweya hama dzangu yes hand... | |
handidi kuti muve yes. Munoziva kuti panguva yamaiva vahedheni yaaah makanga muchikweverwa kuzvifananidzo yes zvisingagoni kutaura yaaah sezvamakatungamirirwa yaaah. Saka ndinokuzivisai kuti hakuna munhu anotaura neMweya waMwari angati Jesu ngaatukwe yes. Uye hakuna munhu angati Jesu ndiye Ishe yaaah asi noMweya Mutsve... | |
Marudzi mazhinji ekushumira aripo yaaah huye Ishe mumwe yaaah. marudzi mazhinji amabasa aripo yaaah. Asi Mwari mumwe yes iye unobata zvese munavose. Asi mumwe nomumwe anopiwa kuratidzwa kwomweya yes kuti vose vabatsirwe yaaah. Nekuti mumwe anopiwa noMweya shoko rovuchenjeri yaaah mumwe shoko rokuziva noMweya iwoyu yaaa... | |
Mumwe kuita mabasa esimba mumwe kuporofita yaaah. Mumwe kuzivisa mweya yaah mumwe marudzi endimi yaaah mumwe kududzira ndimi yes. Asi izvi zvose zvinoitwa noMweya iwoyu mumwechete unogovera mumwe nemumwe sezvaanoda. Amen. Tipe chipo chekuombera kunaChristu. | |
Hama yangu let me submit to you saying you are number 1 unofanira ku ndambotsanangura kuti chimwe chinotikanganisa mweya we inferiority complex kuzvitarisira pasi amen zvikuru ukasvika panzvimbo pekuti pane vamwe vanenge vachiita zvinhu nenzira yakati iri pamusoro kana kudarika yako amen unogona kubva wazvitarisira pas... | |
But listen to me munhu wese aurikuwona akasvika kudenga denga in whatever department ane paakatangira. Ane paakatangira tese. Arikuparidza uno ndakatotangawo ndichitovatawo muchurch zvabatika? Ndichitovata pachiparidzwa kutovata zvabatika? Ndorangarira mumwe mushumiri pataiitira tiri paCharles Austin ndobva aitaura pam... | |
Ndokubva ndatanga kuitawo shungu kuva nedesire mandiri yekuti ndoda kuzivawo shoko raMwari amen. Ndokuno discover wo kuti ndine zvandokwanisa kuita. | |
Ndorangarira same time iyoyo taenda pa Charles Austin again papane program yanga iripo paiitigwa big sunday paiitigwa ipapo. Mai Fuma ndokubva vaona vanhu vachiimba praise and worship. Ndokubva vatanga kubuda musodzi amen vachichema kuti dai ndanoimbawo amen. Saka one day vakabva vanzi vamboimba amen zvabatika? Ndokubv... | |
vachiimba. Izvo havana kuzvarwa vachiimba chakaitika vakava ne desire mavari vakava neshungu mavari vakadiscover kuti this area I can do it and then she started developing herself amen. Iyeni aripano handina kutombotanga ndichigona kumira ndine confidence dzandinadzo pamberi penyu. Ndakatanga ndichitotyawo amen. Maziso... | |
Asi nekuda kwenyasha dzaMwari unoramba uchidii hako? uchikura. Saka nhau iripo ndoda kuti usathreatenewa nevakakutangira mauri mune zvirimo. You have a gift of God inside of you. You have an ability that is in you. Andibata ngaati amen. Ndorangarira pavatuma vashoori kuenda kwaCanaan the twelve vakaenda the twelve spie... | |
But pakaita two vakatotaura vakatotaura kuti kana kana Mwari vatotipa vatotipa handei.Ehe ichokwadi magiants anga ariko asi kune vakatenda kuti we can do it andibata ngaati amen. Parikudiwa vanhu vakadaro panothe Caleb type the Joshua type. Varikuti ichokwadi panyika kune varikuita zvinhu but thank God I have discovere... | |
Ichokwadi kune varikuparidza asi ndiri kunzwa mandiri kuti area iyi ndoyangu I can do it. Tipe chipo chekuombera kunaKristu. Hallelujah. Don`t be threatened by those that are ahead of us. Amen. Just imagine kune machurch arikutangwa izvezvi Mwari vachitanga maprogram avo izvezvi amen. But varikutangiswa vacho varikuti ... | |
Zvekuti kana wanga uriwe uri gwara haungatange haungaite zvakanzi uite naMwari amen. Unobva wavhunduka kuti aaaaaah haaa ko tangoregerei kuno joina vamwe amen. Mwari ndobva vati huya uite izvi wotozviita nekuti Mwari vataura amen. Ndanzwika zvakanaka. Zvakafanana nevana nedu vakawanda pa V.I.D paya havasvike | |
nekuti somehow vanenge vachingothreatenewa kuti hakusvikwe. Listen. Despite the fact yekuti madriver akawanda be also a driver if you want to be. Hazvirambidzwi kuitawo driver pane vakawanda vacho hazvirambidzwi futi kuzovakunda vanodriver vacho. Zvirikubatika? amen. Ndonakidzwa nevana vedu vakawanda panapa isu vamwe ... | |
Andibata ngaati amen. But dai vakangothreatenewa kuti variko vanodriver kudhara dai vasina kuendako. Ndanzwika zvakanaka. So I am saying in you there is a gift of God kune zvakaiswa naMwari mauri. Kune humhare huri mauri hwatiri kuti ngahubude mutime yako andibata ngaati amen. Ndanzwika zvakanaka here pano. Tingopa chi... | |
Hallelujah. Hazvinei aah wakasimba seni hazvinei uri mutete hazvinei wakadii as long wadiscover zviri mauri that what is going to give you an identity. Identity yemunhu harisi zita rake zvabatika izvozvo. Identity yemunhu ifunction. Unoitei zvii zviri mauri. Zvii zvaunodenhwa nazvo. Mumwe anongodenhwa kuti ini ndoda ku... | |
Kune vanhu varikuita mari nekucleaner mabuildings mutown umu. Nekungocleaner ine passion yekucleaner. To an extent he has she or he has taken it commercial. Akutoita macontract ekucleaner nzvimbo nekuti anofarira kungocleaner zvinhu hutsanana ndohwake. Anozviita with a passion. Imi munonzwa kuti kusuka mutoilet hamuit... | |
Its a passion its a desire. Ndirikuti unodiscover seyi gift yako? Ko zvii zvaunodawo zviri mauri. Do you know unogona kusvika panzvimbo seipo panapa. Wobva wasvika maziso ako obva akuratidza chimwe chinhu chisipo amen. Kuti there is this area ndapinda pachurch paya havana kundimhorosa zvakanaka mhani. Ndangopinda havan... | |
Hauna kundinzwa zvakanaka. Ndati wasvika panzvimbo ukasamhoreswa zvakanaka. Pamwe wanga uchida kunzi uchisvika wnzi chi hug wo. Unoona hug yakangonaka ka zvabatika. Kungonzi chi hug wo chaa zvabatika hee. Hadina kuti uzohugger baba vevanhu panapa nehug handika. Hug yakadii hayo zvabatika zvakanaka ndanzwika zvakanaka. ... | |
Une zvaunongowona zvisiri kuitwa pano do it. Pese pawasvika unenge une ziso rekutoona kuti pese pawasvika there is something this no I have this passion in me kuti muchurch munofanira kuti nezvakati. Izvozvo kwete pachurch chete nyangwe kumusha amen. Unosvika pamusha so kutoti dai zvadai its your passion do it. Andibat... | |
because I cannot be idle. handigoni kungogara ndogarirei. I have to be effective I have to be functioning. Ndoshamisika mubhaibheri ndobva manzi kwahi aah tarirai ndokurumidza kuuya ndakabata mubairo ndichipa mumwe nemumwe sezvaakabata. Ndikati nhai Mwari saka ini ndopihwei kana madzoka. Ini ndirikungogara saka ndopih... | |
Vana Mary Magdalene Susanna na Joana vakati toita seiwo bhaibheri rinoti they were supplying Christ with their substance with substance Hembe dzaipfekwa naChristu wanga usiri munana wakabva kudenga yanga isiri miracle yakabva kudenga. Anga ari Mary Susanna na Joana. Vakati isu towanawo zvatinoita andibata ngaati amen.... | |
For example mango tree mango tree momuziva. Pamumango tikaona mumango tree chatoda pamumango tree chiii? imango hatidi mashizha toda chii? But tikasvika pamuti uya totanha mango dzedu totodii hedu? tobva amen. So a gift inobenefita vamwe kwete iwe amen. Gift kune vanhu vanofanira kungouya vachitora voenda kune vanhu va... | |
Vototora mango vodya vorova pasi andibata ngaati amen. But church zvayakagadzirwa yakaitwa we have to benefit from one another there is something in your life. Andibata ngaati amen. Ndanzwika zvakanaka here pano? Tell your neighbour your are special my dear "you are special my dear" iti kwanzi you are special my dear "... | |
ndanzwika zvakanaka. Hama dzangu tsika yekuramba tichirovera vanhu maoko isu tisina zvatiri kuita yakashata zvisingabviri. Hazvina kushata kuri kurovera vamwe maoko zvakanaka but kuramba wongodaro. Iwe unoroverwa riini maoko? Zviri mauri zvii? Zviri mauri zvii?. Unondiudza here kuti iwe uchararama kubva nhasi kusvika m... | |
whether munyika zvayochaunozikamwawo kuti I do this. Izvezvi pakavakwa imba iyi ndotoziva kuti kana ndichida kuita zvakati kune anonzi Mandaza Mandaza anoita ma burglar bar akanaka. Ndoda kutomurecommendawo kune vamwe andibata ngaati amen. Nekuti pane zvaakuya akaratidza akaita. Andibata ngaati amen.Ndirikunzwika zvaka... | |
But I don`t know whether we will be together tomorrow or another day I don`t know. But today I will value you. Ndiri kukuda zvisigabviri nekuti takasanganiswa naMwari. Wakakosha kwandiri zvisingabviri zvabatika? today. But I don`t know tomorrow. But today tasanganiswa naMwari I have to give you what the best I know. Zv... | |
Vangani? Vawakatokanganwa nhai? Ko vaunorangarira varipo ka sei uchivarangarira vanhu ivavo? Taurisai zve hama dzangu. "Pane zvavakaita" Pane zvavakadii? "zvavakaita" Unoziva here kune vamwe vanhu vawasangana navo vakatokukanganwa amen. Nekuda kwekuti hauna zvawakadii? "Zvawakaita" Unoziva here kune imwe miti type ne t... | |
Nekuda kwekuti hatinei nayo hakuna chiripo pairi amen. Zvekuti vamwe vanoti mushozhowa vamwe havamuzive. Kwete kuti unenge usiko uriko. Vanoziva mumango nekuti mango dzinonaka amen. I am telling you unogona kurarama pakati pevanhu uri a nothing kwavari because there is nothing that you do. Idleness yakaipa mwana wamai ... | |
But there are people that did something even in my primary level I still remember them. There are people that did something I can`t forget them I can`t forget them. What makes me remember them is what they did amen. So I am saying newewo you need that. Just imagine Mwari vachiti ndokupa mubairo wako kudenga kureva kuti... | |
amen. Pane andinzwa here pano. Ndingopa chipo chekuombera kunaChristu. Say with me Lord Jesus "Lord Jesus" make me "make me" discover "discover" my gift "my gift". Lord Jesus "Lord Jesus" make me "make me" discover "discover" my gift "my gift" amen "amen". | |
Saka tasvika pakuti takuda kuno discover magifts edu tadiscover next thing as I am concluding. When you have discovered your gift. Kana wadiscover area yako muhupenyu hwako zvabatika develop that gift amen. Develop that area. Iyoyo passion yekuimba yaunayo develop it iyoyo passion yaunayo yekuparidza develop it andibat... | |
I was saying this other day ndikati interms of leadership everyone is a leader in different areas. For example vabereki chaivo tiri maleaders mudzimba dzedu. But chinotipa dzimwe nguva kuti tive ma sub-standard leaders to our children It is because hatina kudevelopa leadership yedu. Iko kutova ne information sa baba ku... | |
Hallelujah amen hallelujah "amen. Wadevelopa" wopractisa amen. Chirungu vakazoti practise makes what? "perfect". Tingopa chipo chekuombera kunaChristu. Nditendeukirewo kune ari padivi rako kuti you are special to me "You are special to me" show me your gift "show me your gift" that I may benefit from it "that I benefit... | |
show me your gift that I may benefit from it. Amen. Saka kereke inokudzwa nezvipo zvakasiyana siyana tichibatsirana tese amen"amen" hallelujah"amen". Mukereke mukangoita ziso chete muviri ukaita ziso chete watoresveka. Muviri ukangoita zheve chete patova nekudii? "watoresveka". Muviri ukangoita gumbo one uyo urikuwona ... | |
Kuti every part yako rurimi. ZVingaita here "aihwa". Amen. You are special my dear amen "amen". Those who believe that they are special say amen "amen". Hallelujah "amen". Hallelujah"amen"Hallelujah "amen". Kana ini ndichiporofita iwe uchiparidza it doesn`t mean that you are inferior to me no | |
no.Ini kana ndichitungamirira iwe uchiimba it doesn`t mean that I am inferior to you or you are inferior to me. No amen. We are equally what important amen. We are equally what? "important" we are equally what? important. So we should value each other knowing that we are equally what? important. And I always tell you w... | |
Vese Mweya Mutsvene uri mavari umweche..? umwechete. Mwari wavanonamata futi chii hake? umwechete. Zvipo zvatinazvo zvakabva pachii? pamweya mumwechete. Tipe chipo chekuombera kunaKristu. Hallelujah. Saka bhachi rekuzvitarisira pasi ngariende. | |
Bhachi zibhachi renhamo ngariende andibata ngaati amen. Zibhachi rekusaita zvinhu ngariende. Ndanzwika zvakanka. Zibhachi rekudemba ngariende amen. Ndanzwika zvakanaka. Zibhachi rekudemba ngariende "ngariende". Ngariende ndanzwika zvakanaka It`s time you discover who you are and begin to function. We need you here on ... | |
Amen. As I preach I am praying mazibhachi e inferiority e inferior ngaaende. Mazibhachi emunyama ngaaende andibata ngaati amen. Ndanzwika zvakanaka. Hallelujah amen hallelujah amen. hallelujah amen. Tingopa chipo chekuombera kunaKristu. Simuka mwana wamai vanhu simuka mwana wamai vangu simuka mwana wamai vangu. | |
Say with me I am a child of God "I am a child of God" I am not a mistake being on earth "I am not a mistake being on earth". Handisi mistake kuva panyika pano "handisi mistake kuva panyika panapa" Mwari vekudenga "Mwari vekudenga" vane zvavakaisa mandiri "vane zvavakaisa mandiri" Mwari vekudenga "Mwari vekudenga" vane ... | |
Hama dzangu listen to me ukasatanga kuita basa rekudiscova zviri mauri nekudevelopa zviri mauri unotanga kuva useless panyika amen. Unotanga kugona zvisina basa. Unotanga kungwarira zvisina basa. Nekuti hausi kuda kudevelopa zviri mauri "amen". Mwari havana kumboita mistake kusika iwe. Havana havatodi kuti utambure Mwa... | |
There is a gift in your life. Some of you have actually gifts. You hace so many gifts in you that you need to develop andibata ngaati amen. Develop them. Develop them amen. Ndanzwika zvakanaka "amen". Pangava panyika chaipo kune zvakawanda zvaunogona kuita iwewe. | |
Kune zvakawanda. Ndapa example yepanapa ndikati kune akavaka mudhuri uyu kune akaisa ma burglar bar kune akaisa ma window paneskune akaisa matiles kune akaisa maboards aya kune akaisa magetsi aya zvabatika. Kune akauya akapenda urikuwona kuti vanhu vakawanda ivavo. Vanhu vacho vazhinji vacho havanamati amen. Vanonamata... |
YAML Metadata Warning:The task_categories "conversational" is not in the official list: text-classification, token-classification, table-question-answering, question-answering, zero-shot-classification, translation, summarization, feature-extraction, text-generation, fill-mask, sentence-similarity, text-to-speech, text-to-audio, automatic-speech-recognition, audio-to-audio, audio-classification, audio-text-to-text, voice-activity-detection, depth-estimation, image-classification, object-detection, image-segmentation, text-to-image, image-to-text, image-to-image, image-to-video, unconditional-image-generation, video-classification, reinforcement-learning, robotics, tabular-classification, tabular-regression, tabular-to-text, table-to-text, multiple-choice, text-ranking, text-retrieval, time-series-forecasting, text-to-video, image-text-to-text, image-text-to-image, image-text-to-video, visual-question-answering, document-question-answering, zero-shot-image-classification, graph-ml, mask-generation, zero-shot-object-detection, text-to-3d, image-to-3d, image-feature-extraction, video-text-to-text, keypoint-detection, visual-document-retrieval, any-to-any, video-to-video, other
- Downloads last month
- 6